Isaya 1:14
Isaya 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mitambo yenyu yoKugara kwoMwedzi nemitambo yenyu yakatsaurwa inovengwa nomweya wangu. Zvava mutoro kwandiri; ndaneta nokuzvitakura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 1Isaya 1:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nguva dzenyu dzokugara kwomwedzi nemitambo yenyu zvinovengwa nomweya wangu; zvinondinetsa; ndaneta nokutambudzika nazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 1Isaya 1:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Mazuva Makuru enyu oKugara kwoMwedzi namazuva makuru akatemwa, mwoyo wangu hauzvidi. Kwandiri yave nhamo chaiyo yokuzvitakura, ndaneta ini nokuzvitakura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 1