Isaya 1:13
Isaya 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Regai kuuya nezvipiriso zvisina maturo! Zvinonhuhwira zvenyu zvinondinyangadza. Nguva dzoKugara kwoMwedzi, maSabata nenguva dzekokorodzano, handigoni kufarira ungano dzenyu dzakaipa.
Isaya 1:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musazouyazve nezvipo zvisina maturo; zvinonhuwira zvinondinyangadza; nguva dzokugara kwomwedzi nedzamaSabata, nedzokukokera ungano, handizvidi; zvakaipa, kunyange neungano tsvene.
Isaya 1:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chiregai kunge muchauya nemipiro isina maturo rusenzi runondisemesa. Mazuva enyu okugara kweMwedzi namaSabata nemisangano yamunokokerana kukanyanisa ikoku, nokuti musangano mukuru wezvokunamata pamwechete nouipi, zvandifinha.
Isaya 1:13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Musazoʋuya ɀe neɀipo ɀisinamaturo; ɀinonhuwira ɀinondinyaŋgadza; ŋguʋa dzokugara kwomŋedzi nedzamasaɓata, nedzokukokera ʋuŋgano, handiɀiɗi; ɀakaipa, kunyaŋge neʋuŋgano tȿene.
Isaya 1:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)