1
Jobo 16:19
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naɀino, tarirai, capupu caŋgu ciri kuɗeŋga, Iye, unondipupurira ɀakanaka, uri kumsoro.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobo 16:20-21
Shamŋari dzaŋgu dzinondishoʋora, Asi ziso raŋgu rinoɗurura misodzi yaŋgu pamberi paMŋari. Kuti aruramisire munhu pamberi paMŋari, Nomŋanakomana womunhu pamberi powokwake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo