1
Jobo 17:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro wakarurama ucarambira panzira yake, Ʋuye unamaʋoko akanaka ucaramba acisimba.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobo 17:3
Ɀino ndipikirei, muʋe ruɓatso rwaŋgu kwamuri; Ndianiko ucaɓatana maʋoko neni?
3
Jobo 17:1
Mŋeya waŋgu wapera, mazuʋa aŋgu adzimŋa, Bgiro bgunondimirira.
4
Jobo 17:11-12
Mazuʋa aŋgu apfuʋura, ɀandaiʋaʋarira ɀakona, Iyo mifuŋgo yomŋoyo waŋgu. Ʋanoshandura ʋusiku aʋe masikati; Ʋanoti: Ciedza ciri pedyo nerima.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo