1
Jobo 19:25
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndinoziʋa kuti Mudzikinuri waŋgu mupenyu, Ʋuye kuti pakupedzisira ucasimuka panyika
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobo 19:27
Ndicamuʋona ari kurutiʋi rwaŋgu; Meso aŋgu acaʋona, asati ari omutorwa; Itȿo dzaŋgu dzapera mukati maŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo