Unobvisa ʋanesimba nesimba rake;
Kana iye acisimuka, hakunomunhu unoziʋa kana acararama.
Mŋari unoʋagarisa ʋakaceŋgetwa, ʋaciʋimba naɀo;
Asi meso ake anotarira nzira dzaʋo.
Ʋanokudzwa; gare‐gare ʋaenda;
Ʋanoɗukupiswa, ʋanobviswa panzira saʋamŋe ʋose,
Ʋanocekwa semisoro yehura dzeɀiyo.