1
Jobo 40:2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko munhu, unokakaʋara, uŋgaita nharo noWamasimba‐ose here? Unoita nharo naMŋari ŋgaapindure.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobo 40:4
Tarirai, ini ndiri muɗuku haŋgu; ndiŋgakupindurai here? Ndinofumbira muromo waŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo