1
Ɀireʋo 29:25
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutya munhu kunoʋuyisa musuŋgo; Asi aninani unoʋimba naJehova, ucaceŋgetwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 29:18
Kana Jehova asiŋgaɀiratidzi, ʋanhu ʋanoramba kudzorwa; Asi unoceŋgeta murairo, unomufaro.
3
Ɀireʋo 29:11
Ƃenzi rinoɓuɗisa hasha dzaro dzose; Asi munhu wakacenjera unodzidzora nokudzinyaradza.
4
Ɀireʋo 29:15
Shamhu nokuraira ɀinoʋuyisa ʋucenjeri; Asi mŋana waŋgoregwa hake unonyadzisa mai ʋake.
5
Ɀireʋo 29:17
Rairira mŋanakomana wako, agokuzorodza; Ɀirokwaɀo ucafadza mŋeya wako.
6
Ɀireʋo 29:23
Kuɀikudza kwomunhu kucamuɗukupisa; Asi unomŋeya unoɀininipisa, ucakudzwa.
7
Ɀireʋo 29:22
Munhu wakatsamŋa unomutsa kukakaʋara; Munhu unehasha unokuɗarika kuzhinji.
8
Ɀireʋo 29:20
Unoʋona munhu unokurumidza kutsamŋa? Ƃenzi riri nani kunaiye.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo