1
Ɀireʋo 30:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shoko rimŋe nerimŋe raMŋari rakanatswa; Ndiye nhoʋo yaʋose ʋanoʋanda maari.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 30:8
Bvisai kure neni ɀisina‐kutendeka nenhema; Regai kundipa ʋurombo kana fuma; Mundigutse neɀokudya ɀakandifanira
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo