1
Mapisarema 149:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova unofarira ʋanhu ʋake; Ucashoŋgedza ʋanyoro noruponeso
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 149:6
Kurumbidza kukuru kwaMŋari ŋgakuʋe pahuro dzaʋo, Nomunondo unoceka kwose paruʋoko rwaʋo
3
Mapisarema 149:1
Hareruya! Imbirai Jehova rwiyo rutȿa, Nokurumbidzwa kwake paʋuŋgano yaʋatȿene.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo