Mapisarema 149:4
Mapisarema 149:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Jehovha anofarira vanhu vake; vanozvininipisa anovashongedza korona noruponeso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 149Mapisarema 149:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha anofarira vanhu vake; Achashongedza vanyoro noruponeso
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 149Mapisarema 149:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti TENZI anofadzwa navanhu vake anokudza varombo nokuita kuti vakunde.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 149