1
Mapisarema 23:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, kunyaŋge ndikafamba mumupata womumvuri worufu, Handiŋgatoŋgotyi ɀakaipa; nokuti imi mune’ni; Tȿimbo yenyu nomuɗonɀo wenyu ɀinondinyaradza.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 23:1
Jehova ndiye mufudzi waŋgu; Hapana‐candiŋgashaiwa.
3
Mapisarema 23:6
Ɀirokwaɀo ʋunyoro nenyasha ɀicanditeʋera mazuʋa ose oʋupenyu bgaŋgu; Ini ndicagara mumba maJehova mazuʋa namazuʋa.
4
Mapisarema 23:2-3
Unondiʋatisa pasi pamafuro manyoro; Unondisesedza pamvura inozorodza. Unoponesa mŋeya waŋgu; Unondifambisa panzira dzokururama nokuɗa kwezita rake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo