1
Mapisarema 82:6
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati: Muri ʋamŋari, Mose muri ʋanakomana ʋoWokumsoro‐soro.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 82:3
Toŋgerai mhaka dzaʋarombo nenherera; Ruramisirai ʋanotambudzika naʋanoshaiwa cose.
3
Mapisarema 82:4
Sunuŋgurai ʋarombo naʋashaiwi Ʋarwirei paruʋoko rwowakaipa.
4
Mapisarema 82:8
Simukai Mŋari, mutoŋgere pasi; Nokuti ndudzi dzose dzicaʋa nhaka yenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo