1
Mapisarema 93:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova unoɓata ʋushe; wakafuka ʋumambo; Jehova wakafuka simba, wakaɀisuŋga ciʋuno naro; Nyika ʋo yakateyiwa, haiŋgazunuŋguswi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 93:5
Ɀipupuriro ɀenyu ndeɀamaɀokwaɗi kwaɀo; Ʋutȿene ʋunofanira imba yenyu, Jehova, nokusiŋgaperi.
3
Mapisarema 93:4
Jehova unokunda manzwi emvura zhinji, Namafuŋgu anesimba eguŋgwa, Jehova, uri kumsoro, ndiye unesimba.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo