1
Mapisarema 96:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova mukuru, unofanira kurumbidzwa kwaɀo; Unofanira kutyiwa kupfuʋura ʋamŋari ʋose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 96:2
Imbirai Jehova, rumbidzai zita rake; Paridzai kuponesa kwake zuʋa rimŋe nerimŋe.
3
Mapisarema 96:1
Imbirai Jehova rwiyo rutȿa; Imbirai Jehova, pasi pose.
4
Mapisarema 96:3
Ƌudzirai kubginya kwake pakati paʋahedeni, Maɓasa ake, anoshamisa pakati pendudzi dzose.
5
Mapisarema 96:9
Namatai kunaJehova neŋguʋa tȿene; Pasi pose, bvunda pamberi pake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo