1
Isaya 36:7
Shona Bible 1949, revised 2002
“Asi kana ukati kwandiri, ‘Tinovimba naJehovha Mwari wedu,’ ko haazi iye akabvisirwa matunhu akakwirira namaaritari ake naHezekia, akati kuna Judha neJerusaremu, ‘Munofanira kunamata pamberi pearitari iri here?’
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 36:1
Zvino negore regumi namana ramambo Hezekia, Sanheribhi mambo weAsiria, akandorwa namaguta ose aJudha akakombwa namasvingo, akaakunda.
3
Isaya 36:21
Asi vakaramba vanyerere, havana kumupindura shoko rimwe, nokuti murayiro wamambo wakanga uchiti, “Regai kumupindura.”
4
Isaya 36:20
Ndavapi pakati pavamwari vose venyika idzi vakarwira nyika yavo paruoko rwangu, zvamunoti Jehovha acharwira Jerusaremu paruoko rwangu?’ ”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo