Mashoko ako akatsigira akanga achivavarira kuwa,
Iwe wakasimbisa mabvi akanga achigweda-gweda.
Asi zvino zvasvika kwauri, iwe woshaiwa simba;
Zvakubata, zvino wotambudzika.
Ko kutya kwako Mwari harizi simba rako here?
Kururama kwenzira dzako haizi tariro yako here?