1
Jobho 5:17-18
Shona Bible 1949, revised 2002
Tarirai, munhu, anorairwa naMwari, ano mufaro; Saka usazvidza kuranga kwowaMasimbaose. Nokuti iye anokuvadza, ndokusungazve vanga, Unopwanya, maoko ake ndokupodzazve.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobho 5:8-9
Asi kana ndirini, ndaitsvaka Mwari, Ndaiisa mhosva yangu kuna Mwari; Iye anoita zvinhu zvikuru zvisinganzverwi; Zvinhu zvinoshamisa zvisingaverengwi
3
Jobho 5:19
Iye achakurwira panjodzi nhanhatu; Kunyange panomwe hakuna chakaipa chingakubata.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo