Jobho 5:8-9
Jobho 5:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Asi dai ndakanga ndirini, ndaiturira mhosva yangu kuna Mwari; ndaiisa mhaka yangu pamberi pake. Anoita minana isingagoni kuyerwa, zvishamiso zvisingagoni kuverengwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 5Jobho 5:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana ndirini, ndaitsvaka Mwari, Ndaiisa mhosva yangu kuna Mwari; Iye anoita zvinhu zvikuru zvisinganzverwi; Zvinhu zvinoshamisa zvisingaverengwi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 5Jobho 5:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana ndirini changu kutsvaka Mwari zvose zvinondinetsa ndozviturira kuna Mwari. Anoita zvinhu zvikuru zvisingabatiki zvinhu zvinoshamisa zvisingaverengeki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 5