1
2 Samueri 7:22
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
“Naizvozvo muri mukuru mukuru chaiye imi Tenzi Mwari nokuti hakuna angamboenzaniswe nemi uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu imi maererano nezvose zvatakanzwa nenzeve dzedu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Samueri 7:13
Iyeyo ndiye anofanira kuvaka imba yacho yokuisa zita rangu. Ndichaita kuti umambo hwake hurambe huripo narini wose.