1
Nahumu 1:7
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Tenzi akanaka, inhare yokuhwanda pazuva rokutambudzika. Iye anozivawo vanotizira kwaari.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nahumu 1:3
Tenzi haakurumidzi kushatirwa asi simba anaro guru uye Tenzi haaregi kuranga munhu ane mhosva. Muchamupupuri nedutu remhepo ndimo mune nzira yake makore ari huruva yetsoka dzake.
3
Nahumu 1:2
Tenzi ndiMwari weshanje anotsividza, Tenzi anotsividza, anoviruka nehasha, Tenzi anotsividza vavengi vake, anodzvokora vavengi vake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo