1
Nziyo 24:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Nyika ndeyaTENZI nazvose zviri mairi, pasi pose zvapo navanhu vanogarapo ndezvake
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 24:10
Ndiani iyeyo mambo wembiri? TENZI wehondo nehondo ndiye Mambo wembiri. Dzepfunde.
3
Nziyo 24:3-4
Ndiani angakwire mugomo raTENZI? Ndiani angamire munzvimbo yake inoera? Munhu ana maoko akachena nomwoyo wakachena. Munhu asina kupika neni nhando kana kupika nhema.
4
Nziyo 24:8
Ndiani Mambo wembiri? NdiTENZI ane simba nougamba. TENZI gamba romuhondo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo