1
Kutsinhira Mutemo 34:10
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Hakuna kana kuzomuka muporofita muIsiraeri akaita saMosesi aizivana naTenzi uso nouso
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Kutsinhira Mutemo 34:9
Zvino Joshuwa mwanakomana waNuni aiva azere nomweya woungwaru nokuti Mosesi akanga aisa maoko ake pamusoro wake. VaIsiraeri vaimuteerera vachiita zvakanga zvataurirwa Mosesi naTenzi.
3
Kutsinhira Mutemo 34:7
Mosesi akafa ava namakore zana namakumi maviri. Muviri wake wakanga uchakagwinya, maziso ake achinyatsoona zvakanaka.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo