1
Esita 5:2
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Mambo paakaona vahosi vamambo Esita amire munhandare umu, akamuitira mwoyochena akabva asimudzira tsvimbo yake yendarama yaaiva nayo muruoko kuna Esita. Esita akaswedera akasvikobata pamusoro petsvimbo iyoyo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Esita 5:3
Mambo akati kwaari, “Chiiko nhai vahosi vangu Esita? Chiiko chamuri kukumbira? Munochipihwa chete kunyange chikava zvacho chikamu chepakati napakati chaicho choumambo hwangu.”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo