1
Ezekieri 16:49
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Chiona, iyi ndiyo mhosva yakanga iri yomunun'una wako Sodhomu. Iye navanasikana vake vaizvikudza, vaine zvokudya zvakawandisa nokugarika vari vanhu vari pamutambaratede asi haana kubatsira varombo nevaiva muushai.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezekieri 16:60
Asi ndinoyeuka chitenderano changu newe pawakanga uchiri muduku. Ndichaita newe chitenderano chokugara nokugara.