1
Jona 1:3
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Asi Jona akasumuka kuti atizire kuTashishi achida kubva pana TENZI. Akadzika kuJopa, akawanako ngarava yaienda kuTarishishi iye akabva abvisa mari yerwendo ndokupinda mukati mayo kuti aendewo navo kuTarishishi achibva pana TENZI.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jona 1:17
TENZI akasarudza zihove guru rokumedza Jona. Jona akagara mudumbu rehove iyoyo siku nesikati kwamazuva matatu.
3
Jona 1:12
Iye akati kwavari, “Nditorei mundikande mugungwa, gungwa rinobvawo rakudzikamirai nokuti ndinoziva kuti ndini ndakonzera kuti dutu guru remhepo iri rikumukirei.”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo