1
Nziyo 106:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Areruya. Tendai TENZI nokuti wakanaka nokuti mwoyochena wake hauperi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 106:3
Vakakomborerwa zvavo vanoita zvino ruenzaniso; vanoita zvakarurama nguva dzose.
3
Nziyo 106:4-5
Ndiyeukeiwo TENZI pamunoratidza vanhu venyu kuvada kwenyu. Ndiyamureiwo pamunovanunura kuti ndiwanewo kubudirira kwavasarudzwi venyu kuti ndifarewo panofara vanhu venyu. Ndigopemberawo nenhaka yenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo