1
Nziyo 58:11
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Vanhu vachati chokwadi pane mubayiro wavarurami; chokwadi kuna Mwari anotonga panyika.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 58:3
Vakaipa vanotsauka kubvira mudumbu; vanokanganisa kubvira pakuberekwa kwavo vachitaura nhema.
3
Nziyo 58:1-2
Imi madzishe zvamunotema zvine ruenzaniso here? Munotonga vanhu zviri pamutsetse here? Kwete, imi mumwoyo menyu munoronga zvisina kunaka; munoita utsinye panyika namaoko enyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo