1
Nziyo 72:18
Bhaibhiri Idzva rechiShona
TENZI ngaarumbidzwe Mwari waIsiraeri ndiye oga anoita zvinoshamisa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 72:19
Zita rake ngarirumbidzwe nokusingaperi. Mbiri yake ngaizare pasi pose. Ameni Ameni.
3
Nziyo 72:12
Nokuti anonunura asina chaanacho kana achichema-chema, murombo naasina anomubatsira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo