1
2 Makoronike 18:13
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Asi Mikaya akati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu ndinogona kumutaurira chete zvinotaurwa naMwari wangu.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Makoronike 18:22
“Saka zvino Jehovha aisa mweya wenhema mumiromo yavaprofita venyu ava. Jehovha akatema chirevo chokuparadzwa kwako.”
3
2 Makoronike 18:20
Pakupedzisira mumwe mweya wakauya, ukamira pamberi paJehovha ukati, ‘Ini ndichandomukwezva.’ “Jehovha akabvunza akati, ‘Nenzira ipi.’
4
2 Makoronike 18:19
Uye Jehovha akati, ‘Ndiani angakwezva Ahabhu mambo weIsraeri kuti andorwisa Ramoti Gireadhi kuti aende kurufu rwake ikoko?’ “Mumwe akataura izvi, mumwe izvo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo