1
2 Madzimambo 3:17
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Nokuti zvanzi naJehovha: Hamusi kuzoona mhepo kana mvura, kunyange zvakadaro, mupata uyu uchazadzwa nemvura, uye imi, nemombe dzenyu nedzimwe mhuka dzenyu muchanwamo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Madzimambo 3:15
Asi zvino uyai nomuridzi worudimbwa kwandiri.” Muridzi worudimbwa paakanga achiridza, ruoko rwaJehovha rwakauya pamusoro paErisha