1
Dhuteronomi 32:4
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Ndiye ibwe, mabasa ake akakwana, uye nzira dzake dzakarurama. Mwari akatendeka asina chaanotadza, akarurama uye ndowezvokwadi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Dhuteronomi 32:39
“Chionai zvino kuti ini pachangu ndini Iye! Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu, ndinouraya uye ndinopa upenyu, ndakakuvadza uye ndichaporesa, uye hapana anogona kudzikinura muruoko rwangu.
3
Dhuteronomi 32:3
Ndichaparidza zita raJehovha. Haiwa, rumbidzai ukuru hwaMwari wedu!