1
Mapisarema 106:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Rumbidzai Jehovha. Vongai Jehovha, nokuti akanaka; nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 106:3
Vakaropafadzwa vanochengeta kururamisira, vanogara vachiita zvakarurama.
3
Mapisarema 106:4-5
Ndirangarirei, imi Jehovha, pamunoratidza nyasha kuvanhu venyu, pamunovaponesa, mundibatsirewo, kuti ndifadzwe nokubudirira kwavasanangurwa venyu, kuti ndigovane pamufaro wavanhu venyu, uye ndibatane nenhaka yenyu pakurumbidza.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo