1
Mapisarema 109:30
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Ndicharumbidza Jehovha nomuromo wangu zvikuru; paungano huru, ndichamurumbidza.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 109:26
Ndibatsirei, imi Jehovha Mwari wangu; ndiponesei zvakafanira rudo rwenyu.
3
Mapisarema 109:31
Nokuti anomira kuruoko rworudyi rwouyo anoshayiwa, kuti amuponese pane avo vanomupomera mhosva.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo