1
Mapisarema 61:1-2
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Inzwai kuchema kwangu, imi Mwari; rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu. Kubva kumigumo yenyika, ndinodanidzira kwamuri, ndinodana sezvo mwoyo wangu woziya; nditungamirirei kudombo rakakwirira kundipfuura.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 61:3
Nokuti imi makanga muri utiziro hwangu, shongwe yakasimba pamusoro pavavengi vangu.
3
Mapisarema 61:4
Ndinopanga kugara mutende renyu nokusingaperi, uye nokuvanda mumumvuri wamapapiro enyu. Sera
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo