Akaɓata tȿimbo muruʋoko rwake, akaɀitsaurira huruŋguɗo shanu parukoʋa, akadziisa muhomboɗo yake yomufudzi, yaakaŋga anayo, imo munhaʋa yake; cifura‐mabge cake cakaŋga ciri muruʋoko rwake; akasweɗera kumuFiristia.
Verenga chikamu I Samueri 17
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I Samueri 17:40
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo