Ɀino ʋeAshdodi ʋakati ʋacimuka maŋgwanani, ʋonei Dagoni wawira pasi neciso pamberi peareka yaJehova. Ʋakatora Dagoni, ʋakamugadzika ɀe panɀimbo yake. Ɀino ʋakati ʋacimuka maŋgwanani, ʋonei Dagoni wawira pasi neciso pamberi peareka yaJehova; nomusoro waDagoni neɀanza ɀamaʋoko ake ose maʋiri ɀakaŋga ɀavunika, ɀiri pacikumbaridzo comukoʋa; Dagoni wakaŋga asarirwa nomuʋiri woga.
Verenga chikamu I Samueri 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I Samueri 5:3-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo