ʋakati kwaari: Tarirai, imi makwegura, asi ʋanakomana ʋenyu haʋafambi nenzira dzenyu; ɀino tigadzirei mambo uŋgatitoŋga, seɀinoitwa kundudzi dzose. Asi shoko iro harina‐kufadza Samueri, iro rokuti: Tipei mambo uŋgatitoŋga. Samueri akanyeŋgetera kunaJehova.
Verenga chikamu I Samueri 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I Samueri 8:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo