Asa akacema kunaJehova Mŋari wake, akati: Jehova hakuna‐uŋgaɓatsira usinesimba kurwa nounesimba, asi imi moga; tiɓatsirei Jehova Mŋari weɗu; nokuti tinoʋimba nemi, taȿika kuzorwa naʋazhinji aʋa nezita renyu. Imi Jehova, ndimi Mŋari weɗu; munhu ŋgaarege kukukundai imi.
Verenga chikamu II Makoronike 14
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Makoronike 14:11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo