Ɀino wakati ari pakutambudzika kwake, akacema kunaJehova Mŋari wake, akaɀininipisa kwaɀo pamberi paJehova Mŋari wamadziɓaɓa ake; akanyeŋgetera kwaari, akamuterera, akanzwa kukumbira kwake, ndokumudzosera Jerusarema paʋushe bgake. Ipapo Manase wakaziʋa kuti Jehova ndiye Mŋari.
Verenga chikamu II Makoronike 33
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Makoronike 33:12-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo