II Madzimambo 5:3
II Madzimambo 5:3 SUB1949
Akati kunatenzikadzi wake: Ƌai ishe waŋgu aiʋa kumuprofita uri paSamaria, uŋgaɗai akaʋaporesa maperembudzi ake.