II Madzimambo 7:2
II Madzimambo 7:2 SUB1949
Ɀino mukuru uyo, mambo waakaŋga akasendama paruʋoko rwake, akapindura munhu waMŋari, akati: Tarirai, kunyaŋge Jehova akaita mawindi kuɗeŋga, cinhu ici ciŋgaitika here? Erisha akati: Tarira, ucaɀiʋona nameso ako, asi hauŋgaɀidyi.

