II Samueri 14:14
II Samueri 14:14 SUB1949
Nokuti tinofanira kufa, takafanana nemvura yakateʋurirwa pasi, isiŋgagoni kuworerwa ɀe; Mŋari haatoreri munhu ʋupenyu, asi unofuŋga mano kuti wakadziŋgwa arege kurashwa cose naye.