II Samueri 23:3-4
II Samueri 23:3-4 SUB1949
Mŋari waIsraeri wakataura, Ƌombo raIsraeri rakataura neni, rikati: Mumŋe ucaʋa’po, ucaɓata ʋanhu ɀakarurama, Ucaɓata ʋushe acitya Mŋari; Ucaʋa seciedza camaŋgwanani, kana zuʋa roɓuɗa, Samaŋgwanani kana kusinamakore. Kana ɓumhudza riciɓuɗa pavu Kana mushana woɓuɗa mvura yapera kunaya.

