Ɀino Davidi wakati: Kucinomumŋe wakasara weimba yaSauro, wandiŋgaitira ɀakanaka nokuɗa kwaJonatani here?
Verenga chikamu II Samueri 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Samueri 9:1
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!