2 Samueri 9:1 - Compare All Versions
2 Samueri 9:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akabvunza akati, “Ko, kuchine mumwe akasara here weimba yaSauro wandingaitira tsitsi nokuda kwaJonatani?”
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 9 BDSC2 Samueri 9:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakati, “Kuchinomumwe wakasara weimba yaSauro, wandingaitira zvakanaka nokuda kwaJonatani here?”
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 9 SNA20022 Samueri 9:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Dhavhidhi akati, “Kuchino mumwe here wemba yokwaSauro achiripo wandingaitire mwoyochena pamusana paJonatani?”
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 9 SCLBD2 Samueri 9:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Davidi wakati: Kucinomumŋe wakasara weimba yaSauro, wandiŋgaitira ɀakanaka nokuɗa kwaJonatani here?
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 9 SUB19492 Samueri 9:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati, “Kuchino mumwe here wemba yokwaSauro achiripo wandingaitire mwoyochena pamusana paJonatani?”
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 9 SCLB