Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

II ƲaTesaronika 2:16-17

II ƲaTesaronika 2:16-17 SUB1949

Ɀino, Ishe weɗu Jesu Kristu amene, naMŋari, Ƃaɓa ʋeɗu, ʋakatiɗa, ʋakatipa nenyasha dzaʋo kuʋaraidzwa kusiŋgaperi netariro yakanaka, ŋgaʋaʋaraidze mŋoyo yenyu, ʋakusimbisei pamaɓasa ose namashoko ose akanaka.