ndicakurwira kuʋanhu nokuʋahedeni, ʋandinokutumira kwaʋari; kuti uȿinudze meso aʋo, ʋabve murima, ʋaende kuciedza, nokubva pasimba raSatani, ʋaende kunaMŋari, kuti ʋagamucire kaŋganwiro yeɀiʋi ɀaʋo, nenhaka pakati paʋakaitwa ʋatȿene, nokutenda kwandiri.
Verenga chikamu Maɓasa Aʋaapostora 26
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Maɓasa Aʋaapostora 26:17-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo