Maɓasa Aʋaapostora 28:26-27
Maɓasa Aʋaapostora 28:26-27 SUB1949
aciti: Enda kuʋanhu aʋa uti: Nokunzwa mucanzwa, musiŋgatoŋgonzwisisi; Nokuʋona, mucaʋona, musiŋgaʋonesesi. Nokuti mŋoyo yaʋanhu aʋa yaʋa mikukutu, Nzeʋe dzaʋo hadzinzwi ɀakanaka, Ʋakatsinzina meso aʋo; Kuti ʋarege kutoŋgoʋona nameso aʋo, Nokunzwa nenzeʋe dzaʋo, Nokunzwisisa nemŋoyo yaʋo, Ʋatendeʋuke, Ndiʋaporese.