Muparidzi 12
12
1Raŋgarira ʋo Musiki wako pamazuʋa oʋujaya bgako, mazuʋa akaipa asati aȿika, namakore asati aʋa’po, paŋguʋa yaucazoti: Handifariri iɀoɀo; 2zuʋa neciedza, nomŋedzi, nenyeredzi ɀisati ɀaȿiɓiswa, makore acidzoka kana mvura yapfuʋura; 3zuʋa iro, kana ʋatariri ʋeimba ʋaciɗeɗera, ʋarume ʋanesimba ʋacikotama, ʋakuyi ʋacirega ɓasa raʋo, nokuti ʋaʋa ʋashoma; naʋanotarira napamawindi ʋaȿiɓirwa; 4mikoʋa icizarirwa inoɓuɗira kunzira dzomumusha, nenzwi rokukuya riciɗerera; kana acimuka nenzwi reshiri, naʋaimbi ʋose ʋasiŋganzwiki ɀakanaka. 5Ɀirokwaɀo ʋacatya ɀakakwirira, neɀinotyisa ɀicanzi ɀiri panzira; muamanda ucatumbuka maruʋa, nemhashu icaɀikwekweredza, ʋuye kuɗa kwose kucapera; nokuti munhu unoenda kumusha wake usiŋgaperi, ʋacemi ʋacafamba‐famba panzira dzomumusha; 6rwonzi rwesirveri rusati rwaɗamburwa, mbiya yendarama isati yaputswa, ciroŋgo cisati caputswa patsime, necicereso cinomonerwa cisati cavunikira pacituɓu, 7guruʋa risati radzokera kuvu, seɀarakaŋga rakaita; ʋuye mŋeya usati wadzokera kunaMŋari wakaupa. 8Ɀanzi noMuparidzi: Haɀinamaturo cose, ɀose haɀinamaturo!
Itya Mŋari uceŋgete mirairo yake.
9Ɀino, Muparidzi ɀaakaŋga ari munhu wakacenjera, wakapfuʋura acidzidzisa ʋanhu ziʋo; wakaraŋgarira, nokunɀera, nokuroŋgedza ɀireʋo ɀizhinji. 10Muparidzi wakatȿaka kuti awane mashoko anofadza, ʋuye ɀakanyorwa nomŋoyo wakarurama, ari mashoko eɀokwaɗi.
11Mashoko aʋakacenjera akafanana neɀiɓayiso; sembambo dzakaroʋerwa kwaɀo, ndiɀo ɀakaita mashoko akaʋuŋganidzwa, akapiwa noMufudzi mumŋe cete. 12Ʋuye ɀe, mŋanakomana waŋgu, unyeʋerwe; kuita buku zhinji hakuperi, ʋuye kudzidza kuzhinji kunonetsa muʋiri.
13Ɀino shoko guru paɀose ɀatanzwa, heri: Itya Mŋari, uceŋgete mirairo yake; nokuti ndiɀo ɀakafanira ʋanhu ʋose. 14Nokuti Mŋari ucatoŋga ɓasa rimŋe nerimŋe, pamŋe cete neɀose ɀakaʋanzika, kunyaŋge ɀakanaka, kunyaŋge ɀakaipa.
Zvasarudzwa nguva ino
Muparidzi 12: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: